Ezekieri 34:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naIshe Jehovha: Ndine mhaka navafudzi uye vachazvidavirira pamusoro pamakwai angu. Ndichavabvisa pakufudza makwai angu kuitira kuti vafudzi varege kuzozvifudza pachavo. Ndicharwira makwai angu pamiromo yavo, uye haachazovi chokudya chavo.

Ezekieri 34

Ezekieri 34:1-18