Ezekieri 33:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo ani naani kana akanzwa hwamanda asi akasava nehanya nenyevero uye munondo ukasvika ukamuuraya, ropa rake richava pamusoro wake.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:1-11