Ezekieri 33:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo, iwe wakaita somunhu anoimba rwiyo rworudo kwavari nezwi rakaisvonaka nokuridza chiridzwa zvakanaka, nokuti vanonzwa mashoko ako asi havaaiti.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:30-33