Ezekieri 33:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino madekwana munhu uya asati asvika, ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pangu, uye akashamisa muromo wangu munhu uya asati asvika kwandiri mangwanani. Saka muromo wangu wakazarurwa ndikasazonyararazve.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:14-25