Ezekieri 33:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, imi imba yaIsraeri, munoti, ‘Nzira yaShe haina kururama.’ Asi ndichatonga mumwe nomumwe wenyu zvakafanira nzira dzake.”

Ezekieri 33

Ezekieri 33:13-27