Ezekieri 33:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, taura kuvanhu venyika yako uti kwavari: kana ndikauyisa munondo pamusoro penyika, uye vanhu venyika iyo vakasarudza mumwe wavo vakamuita nharirire yavo,

Ezekieri 33

Ezekieri 33:1-11