Ezekieri 33:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ndikaudza munhu akarurama kuti achafa zvirokwazvo, asi zvino iye ovimba nokururama kwake, ndokuita zvakaipa, hakuna zvinhu zvakarurama zvaakaita kare zvicharangarirwa; achafa nokuda kwezvakaipa zvaakaita.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:7-15