Ezekieri 32:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Edhomu iriko namadzimambo ayo namachinda ayo ose; kunyange ane simba, vakaradzikwa navaya vakaurayiwa nomunondo. Vakavata navasina kudzingiswa, navaya vanoburukira kugomba.

Ezekieri 32

Ezekieri 32:22-32