Ezekieri 32:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vatungamiri vane simba vari mukati meguva, vachati pamusoro peIjipiti navabatsiri vayo, ‘Vaburukira kuno uye vavete pamwe chete navasina kudzingiswa, navaya vakaurayiwa nomunondo.’

Ezekieri 32

Ezekieri 32:12-23