Ezekieri 32:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, itira Faro mambo weIjipiti mariro uti kwaari: “ ‘Iwe wakafanana neshumba pakati pendudzi; wakaita seshato mukati mamakungwa uchibvongodzabvongodza mukati mehova dzako, ukabvongodza mvura netsoka dzako uye ukasvibisa hova.

Ezekieri 32

Ezekieri 32:1-7