Ezekieri 32:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, ungudza nokuda kwavanhu vazhinji veIjipiti uye uvawisire pasi zvose iyo nyika navanasikana vendudzi dzine simba, pamwe chete navaya vanoburukira kugomba.

Ezekieri 32

Ezekieri 32:15-25