Ezekieri 32:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandichaita Ijipiti kuti ive dongo uye pandichabvisa zvose zviri mairi, pandichauraya vose vanogaramo, ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’

Ezekieri 32

Ezekieri 32:12-23