Ezekieri 32:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti vanhu vako vazhinji vave neminondo yavane simba, vanhu vakaipisisa pandudzi dzose. Vachaparadza kuzvikudza kweIjipiti, uye vanhu vayo vazhinji vachakundwa.

Ezekieri 32

Ezekieri 32:5-21