Ezekieri 31:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka wakareba kwazvo kupfuura miti yose yesango, mativi awo akawanda uye matavi awo akareba, achitandavara nokuda kwemvura zhinji.

Ezekieri 31

Ezekieri 31:2-15