Ezekieri 31:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Nemhaka yokuti wakareba kwazvo, uchisimudzira manhengenya awo pamatavi akapfumvutira, uye nemhaka yokuti wakazvikudza nokuda kwokureba kwawo,

Ezekieri 31

Ezekieri 31:4-12