Ezekieri 30:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndine mhaka naFaro mambo weIjipiti. Ndichavhuna maoko ake ose ari maviri, ruoko rwakanaka norwakavhunika, ndigoita kuti munondo uwe kubva muruoko rwake.

Ezekieri 30

Ezekieri 30:12-26