Ezekieri 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaomesa huma yako sebwe rakaomesesa, rakaoma kupfuura romusarasara. Usavatya kana kuvhunduswa navo, kunyange vari imba inomukira.”

Ezekieri 3

Ezekieri 3:1-12