Ezekieri 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chienda zvino kuimba yaIsraeri undotaura mashoko angu kwavari.

Ezekieri 3

Ezekieri 3:3-13