Ezekieri 3:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakasimuka ndikaenda kubani. Uye kubwinya kwaJehovha kwakanga kumire ipapo, kwakaita sokubwinya kwandakamboona paRwizi rweKebhari, ndikawira pasi nechiso changu.

Ezekieri 3

Ezekieri 3:21-27