Ezekieri 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana ukanyevera munhu akarurama uyu kuti arege kutadza uye akarega kutadza zvirokwazvo achararama nokuti akanzwa kunyeverwa, iwe uchange wazviponesa.”

Ezekieri 3

Ezekieri 3:11-23