Ezekieri 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana iwe ukamuyambira asi iye akaramba kutendeuka pazvakaipa zvake kana panzira dzake dzakaipa, iye achafa nokuda kwechivi chake, asi iwe uchange wazviponesa.

Ezekieri 3

Ezekieri 3:17-27