Ezekieri 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakasvika kuna vakatapwa vaigara kuTera Abhibhi pedyo noRwizi rweKebhari. Zvino ipapo pavaigara, ndakagara pakati pavo kwamazuva manomwe, ndichishayiwa mashoko.

Ezekieri 3

Ezekieri 3:5-24