Ezekieri 29:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakusiya mugwenga, iwe nehove dzose dzomuhova dzako. Uchawira pasi pabani pachena zvapo, uye haungaunganidzwi kana kunongwa. Ndichakupa sechokudya kuzvikara zvenyika neshiri dzedenga.

Ezekieri 29

Ezekieri 29:1-6