Ezekieri 29:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichavadzosa kubva kuutapwa ndigovadzosera kunyika yePatirosi, nyika yamadzitateguru avo. Vachava ushe hwakazvidzwa ikoko.

Ezekieri 29

Ezekieri 29:6-15