Ezekieri 29:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika yeIjipiti ndichaiita dongo pakati penyika dzakaparadzwa, uye maguta ayo achava matongo kwamakore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo. Uye ndichaparadzira vaIjipita pakati pendudzi nokuvadzingira munyika dzose.

Ezekieri 29

Ezekieri 29:4-16