Ezekieri 28:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndava kuzouyisa vatorwa kuti vazokurwisa, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi dzose, vachavhomora minondo yavo kuti varwise kunaka nokuchenjera kwako, vagosvibisa kupenya kwokubwinya kwako.

Ezekieri 28

Ezekieri 28:2-13