Ezekieri 28:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakawanza pfuma yako nouchenjeri hwako hwokutengesa, uye nokuda kwepfuma yako mwoyo wako wakazvikudza.

Ezekieri 28

Ezekieri 28:1-13