Ezekieri 28:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Pandinounganidza vanhu veIsraeri kubva kundudzi kwavakanga vakaparadzirwa, ndichazviratidza kuti ndiri mutsvene pakati pavo pamberi pendudzi. Ipapo vachagara munyika yavo pachavo, yandakapa muranda wangu Jakobho.

Ezekieri 28

Ezekieri 28:21-26