Ezekieri 28:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, itira mambo weTire mariro ugoti kwaari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, “ ‘Iwe wakanga uri muenzaniso wokukwana, uzere nouchenjeri wakakwana parunako.

Ezekieri 28

Ezekieri 28:10-14