Ezekieri 27:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakwasvi vako vanokutora voenda newe kumakungwa makuru. Asi mhepo yokumabvazuva ichakuputsa-putsa mumwoyo megungwa chaimo.

Ezekieri 27

Ezekieri 27:19-30