Ezekieri 27:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘VaDhani navaGiriki vaibva kuUzari vakatenga zvawaishambadzira; vakatsinhanisa simbi yakabikwa, nekasia, nekaramo zvigadzirwa zvako.

Ezekieri 27

Ezekieri 27:17-25