Ezekieri 26:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndiri kukurwisa, iwe Tire, uye ndichauyisa marudzi mazhinji kuti azorwa newe, segungwa rinorasa mafungu aro.

Ezekieri 26

Ezekieri 26:2-11