Ezekieri 26:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vachaita mariro pamusoro pako vagoti kwauri: “ ‘Wakaparadzwa sei, iwe guta romukurumbira, wakanga uzere navanhu vomugungwa! Wakanga uri simba pamusoro pamakungwa, iwe navanhu vako; wakaisa kutya kwako pamusoro pavo vose vaigara ikoko.

Ezekieri 26

Ezekieri 26:14-21