Ezekieri 25:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

naizvozvo ndichatambanudza ruoko rwangu pamusoro penyu ndigokupai kuti mupambwe nendudzi. Ndichakubvisai chose kubva kundudzi nokukupedzai munyika dzose. Ndichakuparadzai; uye muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”

Ezekieri 25

Ezekieri 25:1-9