Ezekieri 25:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

naizvozvo ndichakuisai kuvanhu vokuMabvazuva kuti muve vavo. Vachadzika misasa yavo nokumisa matende avo pakati penyu; vachadya michero yenyu nokunwa mukaka wenyu.

Ezekieri 25

Ezekieri 25:1-10