Ezekieri 25:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichapa Moabhu pamwe chete navaAmoni kuvanhu vokuMabvazuva kuti vave vavo, kuti vaAmoni varege kuzorangarirwa pakati pendudzi;

Ezekieri 25

Ezekieri 25:1-17