Ezekieri 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Nokuti ropa rarakateura riri pakati paro: Rakaridururira paruware pasina chinhu; harina kuriteurira pavhu, paringafukidzwa neguruva.

Ezekieri 24

Ezekieri 24:5-17