Ezekieri 24:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gomera chinyararire; usachema akafa. Gara wakasunga ngowani yako zvakasimba uye neshangu dziri mumakumbo ako; urege kufumbira zasi kwouso hwako kana kudya zvokudya zvavanochema.”

Ezekieri 24

Ezekieri 24:12-22