Ezekieri 24:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Ini Jehovha ndakazvitaura. Nguva yangu yokuzviita yasvika. Handingaregi; handiganzwiri ngoni, uye handingazvidembi. Uchatongwa zvakafanira mabasa ako namafambiro ako, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”

Ezekieri 24

Ezekieri 24:13-20