Ezekieri 23:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mhomho ichavatema namabwe nokuvabaya neminondo; vachauraya vanakomana vavo navanasikana vavo vagopisa dzimba dzavo.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:39-49