Ezekieri 23:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mheremhere yavanhu vakanga vasina hanya yakanga yakamukomberedza: VaSabhea vakaunzwa kubva kugwenga pamwe chete navarume vaibva pamhomho yavanhu vezhowezhowe, uye vakashongedza mabhenguro mumaoko omukadzi nomunun'una wake nekorona dzakaisvonaka pamisoro yavo.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:36-49