Ezekieri 23:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zita romukoma rakanga richinzi Ohora, uye munun'una wake ainzi Ohoribha. Ivo vakanga vari vangu uye vakabereka vanakomana navanasikana. Ohora ndiye Samaria uye Ohoribha ndiye Jerusarema.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:3-11