Ezekieri 23:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti vakaita ufeve uye ropa riri mumaoko avo. Vakaita ufeve nezvifananidzo zvavo; vakasvika pakubayira vana vavo, vavakandiberekera ini, kuti zvive zvokudya zvavo.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:35-44