Ezekieri 23:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naIshe Jehovha: Uchanwa mukombe womukoma wako, mukombe mukuru wakadzika; uchakuvigira kusekwa nokumhurwa, nokuti une zvakawanda.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:24-42