Ezekieri 23:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndichagumisa unzenza hwenyu noufeve hwamakatangira muIjipiti. Hamuchazotariri zvinhu izvi muchizvishuva kana kuzorangarira Ijipiti zvakare.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:25-36