Ezekieri 23:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachauya kuzorwa newe vaine zvombo, nengoro uye neboka ravanhu vazhinji, vachagadzirira kuti varwe newe kumativi ose nenhoo huru neduku uye nenguwani dzokurwa nadzo. Ndichakudzorera kwavari kuti urangwe, uye vachakuranga sezvakafanira mitemo yavo.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:14-30