Ezekieri 23:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaBhabhironi vakauya kwaari, kunhoo yorudo, mukuchiva kwavo, vakamusvibisa. Shure kwokusvibiswa kwake navo, akavafuratira kwazvo.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:8-21