Ezekieri 23:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakamubvisa nguo akasara asina, ashama, vakatora vanakomana vake navanasikana ndokubva vamuuraya nomunondo. Akabva ava shumo pakati pavakadzi uye akarangwa.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:1-16