Ezekieri 22:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pane rangano yamachinda vari pakati payo vanoomba seshumba iri kubvamburanya chayabata; vanodya vanhu, vanotora pfuma nezvinhu zvinokosha uye vanoita kuti chirikadzi dzivande mukati mayo.

Ezekieri 22

Ezekieri 22:17-30