Ezekieri 22:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Somunhu anounganidza muvira romoto kuti zvinyungudiswe nokupiswa nezhenje, saizvozvo ndichakuunganidzai pakutsamwa kwangu nehasha dzangu ndigokuyisai mukati meguta ndigokunyautsai.

Ezekieri 22

Ezekieri 22:14-25